Sabhuku
Tracks. Click for lyrics and more info.
 1. Vakuru Vakareva
Vakuru Vakareva
Vakuru Vakareva (Elders already had their word-the elders
already noted that in order for you to have a life you need
to work for it. Nothing comes to you while you sit and do
nothing)
Hiyeee wo iyeye haa hoiyeiyewoye hooo ho haa
Hiyeee wo iyeye haa hoiyeiyewoye hooo ho haa
Hiyeee wo iyeye haa hoiyeiyewoye hooo ho haa
Hiyeee wo iyeye haa hoiyeiyewoye hooo ho haa
Hona amai vangu vakataura, vakataura iyee yehaa
Hona baba vangu vakataura, vakataura iyee yehaa
Hona ambuya vangu vakataura, vakataura iyee yehaa
Hona sekuru vangu vakataura, vakataura iyee yehaa
Hupenyu hunoda kutorongwa, hunoda kutorongwa iyee yehaa
Hupenyu hunoda kutorongwa, hunoda kutorongwa iyee yehaa
Hupenyu hunoda kutorongwa, hunoda kutorongwa iyee yehaa
Hupenyu hunoda kutorongwa, hunoda kutorongwa iyee yehaa
Hapana hapana hapana hapana hapana chinouya iwe chinouya
ureree ho iyeiye Hapana iwe hapana iwe, hapana chinouya
ureree ho iyeiye
Hapana iwe hapana iwe, hapana chinouya ureree ho iyeiye
Hapana iwe hapana iwe, hapana chinouya ureree ho iyeiye
Hapana iwe hapana iwe, hapana chinouya ureree ho iyeiye
Hapana iwe hapana iwe, hapana chinouya ureree ho iyeiye
Hapana iwe hapana iwe
Mukatiyende
Muka-muka-muka tiyende muzukuru wangu ha-a-ha-a-a x 4
Ndiratidzeiwo kwakayenda vamwe, ndaneta kugara ndega x 2
Midzimu yangu mandifuratira, ndaneta kugara ndega x 2
Mandisiya ndega musango dema hiya-ha-a-a ha-a-ha-a x 2
Ndoyenda zvangu kunofura mombe, ndaneta kugara ndega x 2
Muka-muka-muka tiyende muzukuru wangu ha-a-ha-a-a x 4
Mandisiya ndega musango dema hiya-ha-a-a ha-a-ha-a x 2
Ndoyenda zvangu kunofura mombe, ndaneta kugara ndega x 2
Famba chete kani, famba chete iwe-e x 2
Tarira mhuka inemavara iyo, baya mhuka inemavara iyo- bvs x 6
Muka-muka-muka tiyende muzukuru wangu ha-a-ha-a-a x 4
Ndiratidzeiwo kwakayenda vamwe, ndaneta kugara ndega x 2
Vakuru Varipi
Wo-woyere iya-a wo-o woyere zvamarikanya rikange dope,
vana varamba-ho
Woyere iya-a wo-o woyere zvamarikanya rikange dope,
vana varamba-ho
Baba vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vakuru vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Baba vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vakuru vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Baba vepano munoti vapenyu here-e ava-a-a-a
Vakuru vepano munoti vapenyu here-e ava-a-a-a
Kuwona kwangu ndinoti vakafa
Tarirai musha zvawatoparara
Musha wavo zvarinenge dongo
Vana vavo havana kupfeka
Munda wavo hauna kurimwa
Musha wavo hauna chekudya vakomana iwe, hiya ho-o-o
Baba vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vakuru vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Baba vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vakuru vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vana vapera, vayenda kurekure vanoda kuguta iwe
Vana vapere, vayenda kurekure, vanoda rugare iwe
Vana vapera, vayenda kurekure vanoda kuguta iwe
Vana vapere, vayenda kurekure, vanoda rugare iwe,
hiya-ho-o-o
Baba vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vakuru vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Baba vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Vakuru vepano mazoti varipi, hiya ho-o-o hiya ho-o-o
Pindirai
Mwari mwari kani, pindirai pave nerudo.
Mwari mwari kani, pindirai pave nerudo.
Nyika yedu iyi, yotoda tsitsi.
Pasi rese mambo, rotoda tsitsi.
Kupesana kutukana kuurayana zvanyanya mambo, zvanyanya mambo,
zvanyanya.
Kupesana kutukana kuurayana zvanyanya mambo, zvanyanya mambo,
zvanyanya.
Tochema nemi tenzi, ndimika musiki.
Tochema nemi tenzi, ndimika musiki.
Mwari mwari kani, pindirai pave nerudo.
Mwari mwari kani, pindirai pave nerudo.
Nyika yedu iyi, yotoda tsitsi.
Pasi rese mambo, rotoda tsitsi.
Nyika yedu mambo, izova nerunyararo.
Pasi rese mambo, pazova nerunyararo.
Kuda kwenyu mambo, kuitwe pasi nekudenga.
Kuda kwenyu mambo, kuitwe pasi nekudenga.
Mwari mwari kani, pindirai pave nerudo.
Mwari mwari kani, pindirai pave nerudo.
Nyika yedu iyi, yotoda tsitsi.
Pasi rese mambo, rotoda tsitsi.
Mavatora
Mavatora mavatora Tenzi, vana ndevenyu
Mavatora mavatora Tenzi, asi tarwadziwa
Mavatora mavatora Tenzi, vana ndevenyu
Mavatora mavatora Tenzi, asi tarwadziwa
Hiya-hiya honde-ndee ndee-ndeha x 2
Baba makayendepiko, baba makayenda naani.
Mai makayendepiko, mai makayenda naani.
Sisi makayendepiko, sisi makayenda naani.
Mukoma wakayendepiko, mukoma wakayenda naani.
Kwamusangadzoke ha-ye ye-ha-ha x2
Mavatora mavatora Tenzi, vana ndevenyu
Mavatora mavatora Tenzi, asi tarwadziwa
Mavatora mavatora Tenzi, vana ndevenyu
Mavatora mavatora Tenzi, asi tarwadziwa
Hiya-hiya honde-ndee ndee-ndeha x2
Kuchema tochemawo Tenzi, tochemawo nemi x2
Zvamunombotipa mozotitorera x2
Chishuwo changu ndicho chimwechete x2
Vatambirei vatambirei woo, vana ndevenyu x2
Kana touya tigovaonawo
Kana tauya tigogara navo
Hiya-hiya honde-ndee ndee-ndeha x2
Baba makayendepiko, baba makayenda naani.
Mai makayendepiko, mai makayenda naani.
Sisi makayendepiko, sisi makayenda naani.
Mukoma wakayendepiko, mukoma wakayenda naani.
Kwamusangadzoke ha-ye ye-ha-ha x2
Mavatora mavatora Tenzi, vana ndevenyu
Mavatora mavatora Tenzi, asi tarwadziwa
Mavatora mavatora Tenzi, vana ndevenyu
Mavatora mavatora Tenzi, asi tarwadziwa
Hiya-hiya honde-ndee ndee-ndeha x2
Sabhuku
Taiwona isu, taiwonawo nhamo.
Taiwona isu, taiwonawo pfumvu.
Taiwona isu, taiwonawo nhamo.
Taiwona isu, taiwonawo pfumvu.
Sabhuku wepano iwe-e-e ho-ye-ha-he kutonga nedemo iwe-iwe-iwe.
Sabhuku wepano iwe-e-e ho-ye-ha-he kutonga nepfumo iwe-iwe-iwe.
He-e he-a-ha, he-e he-a-ha.
Tarira uwone dzvondo dzvondo meso aneropa he-ha-ha.
Tarira uwone dzvondo dzvondo meso anembare he-ha-ha.
Tarira uwone dzvondo dzvondo meso aneropa he-ha-ha.
Tarira uwone dzvondo dzvondo meso anembare he-ha-ha.
Tiza hanzvadzi ya-a-ngu, tarira topera.
Tiza mukoma wa-a-ngu, tarira topera.
Tiza hanzvadzi ya-a-ngu, tarira topera.
Tiza mukoma wa-a-ngu, tarira topera.
Taiwo-o-na isu, taiwonawo nhamo.
Taiwo-o-na isu, taiwonawo pfumvu.

Sabhuku wepano iwe-e-e ye-ha-he kutonga nedemo iwe-iwe-iwe.
Sabhuku wepano iwe-e-e ye-ha-he kutonga nepfumo iwe-iwe-iwe.
He-e he-a-ha, he-e he-a-ha.
He-e he-a-ha, he-e he-a-ha.
He-e he-a-ha, he-e he-a-ha.
He-e he-a-ha, he-e he-a-ha.
He-e he-a-ha, he-e he-a-ha.
Nyama Yekugocha

Shinga
Woysembwa ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ho ye
chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ho ye
chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe.
Chikomana iwe-iwe. x 2
Kudzingwa kwako chikomana nyika yopembera x 2
Kurwara kwako chikomana vazhinji tofara x 2
Woye, woye chikomana iwe ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa
iwe ha ha kudzingwa sembwa ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa
iwe ho ye chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe
ho ye chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe.
Vawaidya navo zvino vakurasa x 2
Vawaiba navo zvino vakurasa x 2
Vawaiponda navo zvino vapanduka x 2
Woye, woye chikomana iwe ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe
ha ha kudzingwa sembwa ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ho
ye chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ho ye
chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe.
Woye, woye chikomana iwe ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe
ha ha kudzingwa sembwa ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ho ye
chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ho ye
chikomana we-e ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe.
e, woye chikomana iwe ndizvoka zvawakada kudzingwa sembwa iwe ha ha
kudzingwa
Shinga
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
In this world you gotta work. In this world if you are to eat.
In this world you gotta work. In this world if you wanna win.
Saka ndati famba chete iwe. Saka ndati shinga chete iwe.
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Rega kuchema iwe dhiya.
Rega kuchema mudiwa wangu
Vakawanda vakashingirirawo.
Vakawanda ndokubudirirawo.
Vakawanda vakabudirirawowo.
Vakawanda nekushingirirawo.
Midzimu ichakuonawo. Mwari achakuchengeta
Saka ndati famba chete iwe
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Kubvunza vakuru vanoti inhoroondo.
Panenyaya, shuwa inhoroondo.
Dai pasina kushingirira, kutsungirira hamawoye.
Kana hupfumi hwacho paidai pasina.
Shingaira iweiweiwe tsungirira
Shingaira iweiweiwe tsungirira
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shingirira unobudirira, zvinofamba chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Shinga iwe shinga iwe shinga chete.
Zvinofamba zvinofamba zvinofamba chete.
Zvakuwana
Ye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Hoiye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Ye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Hoiye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Aye ho ha ye hoiye woyere ha ha ha.
Aye ho ha ye hoiye woyere ha ha ha.
Zvakuwana iwe zvakuwana iwe, zvakuwana iwe.
Zvakuwana iwe zvakuwana iwe, zvakuwana iwe.
Muromo wako iwe, unorasa kutaura iwe.
Nzeve dzako iwe, hadzigone kuteerera iwe.
Muromo wako iwe, unorasa kutaura iwe.
Nzeve dzako iwe, hadzigone kuteerera iwe.
Aye ho ha ye hoiye woyere ha ha ha.
Aye heiye hoiye woyere ha ha ha
Zvakuwana iwe zvakuwana iwe, zvakuwana iwe.
Zvakuwana iwe zvakuwana iwe, zvakuwana iwe.
Muromo wako iwee, wakukokera nzara iwe.
Pfungwa dzako iwe, dzakupinze munjodzi wo iwe.
Aye ho ha ye hoiye woyere ha ha ha.
Aye heiye hoiye woyere ha ha ha
Zvakuwana iwe zvakuwana iwe, zvakuwana iwe.
Zvakuwana iwe zvakuwana iwe, zvakuwana iwe.
Rega kuchema yeiye, imhosva yako wega iwe
Rega kuchema yeiye, wakaipara wega iwe
Rega kuchema yeiye, imhosva yako wega iwe
Rega kuchema yeiye, wakaipara wega iwe
Ye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Hoiye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Ye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
Hoiye ye yehaha hoiye iye iye wo iye wo
  Spotify
  Pandora
  Apple Music
  Amazon Music